RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 26:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Ndichafamba pakati penyu, ndova Mwari wenyu,+ uye imi muchava vanhu vangu.+

  • Ezekieri 11:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 kuti vafambe mumirau yangu uye vachengete zvandakatonga, vozviita;+ uye vave vanhu vangu+ uye ini ndive Mwari wavo.”’+

  • Ezekieri 36:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 Muchagara munyika yandakapa madzitateguru enyu,+ muchava vanhu vangu uye ini ndichava Mwari wenyu.’+

  • Ezekieri 43:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Iye akati kwandiri:

      “Mwanakomana womunhu, iyi ndiyo nzvimbo yechigaro changu choumambo+ nenzvimbo yetsoka dzangu,+ pandichagara pakati pevanakomana vaIsraeri nokusingagumi;+ uye imba yaIsraeri haizosvibisizve zita rangu dzvene,+ ivo uye madzimambo avo,+ nokufeva kwavo uye nezvitunha+ zvemadzimambo avo paanofa,

  • Hosiya 2:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Ndichamudyara panyika sezvinoitwa mbeu,+ ndichanzwira ngoni iye akanga asina kunzwirwa ngoni,+ ndichati kune vaya vasiri vanhu vangu: “Imi muri vanhu vangu”;+ naivo vachatiwo: “Imi muri Mwari wedu.”’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe