Habhakuki 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Akamira, kuti azununguse nyika.+ Akaona, akabva aita kuti marudzi akwakuke.+ Makomo asingagumi akaputswa;+ zvikomo zvinogara nokusingagumi zvakakotama.+ Nzira dzake ndedzekare kare.
6 Akamira, kuti azununguse nyika.+ Akaona, akabva aita kuti marudzi akwakuke.+ Makomo asingagumi akaputswa;+ zvikomo zvinogara nokusingagumi zvakakotama.+ Nzira dzake ndedzekare kare.