Revhitiko 26:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Ndichakuunzirai bakatwa rinotsiva+ nokuda kwesungano;+ muchaungana mumaguta enyu, ini ndichatuma denda pakati penyu,+ uye muchaiswa muruoko rwomuvengi.+ Dheuteronomi 32:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Munhu mumwe angadzingirira sei vanhu chiuru,Uye vaviri vangaita sei kuti vanhu zviuru gumi vatize?+Kunze kwokunge Dombo ravo ravatengesa+Uye Jehovha avaisa mumaoko avo. Pisarema 106:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Akaramba achivaisa mumaoko emamwe marudzi,+Kuti vaya vaivavenga vavatonge,+
25 Ndichakuunzirai bakatwa rinotsiva+ nokuda kwesungano;+ muchaungana mumaguta enyu, ini ndichatuma denda pakati penyu,+ uye muchaiswa muruoko rwomuvengi.+
30 Munhu mumwe angadzingirira sei vanhu chiuru,Uye vaviri vangaita sei kuti vanhu zviuru gumi vatize?+Kunze kwokunge Dombo ravo ravatengesa+Uye Jehovha avaisa mumaoko avo.