Pisarema 78:55 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 55 Akadzinga marudzi nokuda kwavo zvishoma nezvishoma,+Akavagovera nhaka+ achishandisa tambo yokuyeresa,Zvokuti akaita kuti madzinza aIsraeri agare mumisha yawo.+ Ezekieri 47:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Murume wacho paakaenda nechokumabvazuva aine tambo yokuyeresa muruoko rwake,+ akayerawo makubhiti chiuru, akaita kuti ndiyambuke nomumvura, mvura yaisvika muzviziso zvemakumbo. Zekariya 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino ndakatarira ndikaona; uye tarira! kwaiva nomumwe murume, uye aiva netambo yokuyeresa+ muruoko rwake. Zvakazarurwa 11:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino ndakapiwa tsanga yakaita sekatanda+ pandakaudzwa kuti: “Simuka uyere nzvimbo tsvene yetemberi+ yaMwari neatari nevaya vanonamatira mairi. Zvakazarurwa 21:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvino iye akanga achitaura neni akanga akabata chiyereso chetsanga yendarama,+ kuti ayere guta nemagedhi aro norusvingo rwaro.+
55 Akadzinga marudzi nokuda kwavo zvishoma nezvishoma,+Akavagovera nhaka+ achishandisa tambo yokuyeresa,Zvokuti akaita kuti madzinza aIsraeri agare mumisha yawo.+
3 Murume wacho paakaenda nechokumabvazuva aine tambo yokuyeresa muruoko rwake,+ akayerawo makubhiti chiuru, akaita kuti ndiyambuke nomumvura, mvura yaisvika muzviziso zvemakumbo.
2 Zvino ndakatarira ndikaona; uye tarira! kwaiva nomumwe murume, uye aiva netambo yokuyeresa+ muruoko rwake.
11 Zvino ndakapiwa tsanga yakaita sekatanda+ pandakaudzwa kuti: “Simuka uyere nzvimbo tsvene yetemberi+ yaMwari neatari nevaya vanonamatira mairi.
15 Zvino iye akanga achitaura neni akanga akabata chiyereso chetsanga yendarama,+ kuti ayere guta nemagedhi aro norusvingo rwaro.+