RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezekieri 39:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Ndichaita kuti zita rangu dzvene rizivikanwe pakati pevanhu vangu vaIsraeri, handichazobvumirizve kuti zita rangu dzvene risvibiswe;+ uye marudzi achaziva kuti ndini Jehovha,+ iye Mutsvene pakati paIsraeri.’+

  • Hosiya 14:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 “Efremu achati, ‘Ndichineizve chokuita nezvidhori?’+

      “Ini ndichapindura uye ndicharamba ndakamutarira.+ Ndakaita somujunipa wakasvibirira.+ Zvibereko zvako zvichawanikwa kwandiri.”

  • Zekariya 13:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 “Zvino pazuva iroro,” ndizvo zvinotaura Jehovha wemauto, “ndichaparadza mazita ezvidhori munyika,+ haazoyeukwizve; uye ndichabvisawo vaprofita+ pamwe chete nomudzimu wokusachena munyika.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe