1 Madzimambo 11:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Panguva iyoyo Soromoni akavaka nzvimbo yakakwirira+ nokuda kwaKemoshi,+ chinhu chinonyangadza+ chaMoabhi, pagomo+ rakanga rakatarisana+ neJerusarema, uye nokuda kwaMoreki, chinhu chinonyangadza chevanakomana vaAmoni. 2 Madzimambo 21:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Akaita zvakaipa+ pamberi paJehovha, maererano nezvinhu zvinosemesa zvemarudzi+ akanga adzingwa naJehovha pamberi pevanakomana vaIsraeri. 2 Makoronike 33:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Akaisawo chifananidzo chakavezwa+ chaakanga agadzira muimba yaMwari wechokwadi,+ yakanga yanzi naMwari kuna Dhavhidhi uye kumwanakomana wake Soromoni: “Ndichaisa zita rangu+ nokusingagumi+ muimba iyi nomuJerusarema, iro guta randakasarudza+ pamadzinza ose aIsraeri.
7 Panguva iyoyo Soromoni akavaka nzvimbo yakakwirira+ nokuda kwaKemoshi,+ chinhu chinonyangadza+ chaMoabhi, pagomo+ rakanga rakatarisana+ neJerusarema, uye nokuda kwaMoreki, chinhu chinonyangadza chevanakomana vaAmoni.
2 Akaita zvakaipa+ pamberi paJehovha, maererano nezvinhu zvinosemesa zvemarudzi+ akanga adzingwa naJehovha pamberi pevanakomana vaIsraeri.
7 Akaisawo chifananidzo chakavezwa+ chaakanga agadzira muimba yaMwari wechokwadi,+ yakanga yanzi naMwari kuna Dhavhidhi uye kumwanakomana wake Soromoni: “Ndichaisa zita rangu+ nokusingagumi+ muimba iyi nomuJerusarema, iro guta randakasarudza+ pamadzinza ose aIsraeri.