Pisarema 78:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Vaimupandukira kazhinji sei murenje,+Vaimurwadzisa sei mugwenga!+ Isaya 7:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Iye akati: “Ndapota, teererai, haiwa imi imba yaDhavhidhi. Chinhu chiduku here kuti munetese vanhu, uyewo kuti munetese Mwari wangu?+ Isaya 63:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Asi ivo vakapanduka,+ vakarwadzisa mudzimu wake mutsvene.+ Zvino akachinja akava muvengi+ wavo; iye akavarwisa.+
13 Iye akati: “Ndapota, teererai, haiwa imi imba yaDhavhidhi. Chinhu chiduku here kuti munetese vanhu, uyewo kuti munetese Mwari wangu?+
10 Asi ivo vakapanduka,+ vakarwadzisa mudzimu wake mutsvene.+ Zvino akachinja akava muvengi+ wavo; iye akavarwisa.+