-
Ezekieri 48:10Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
10 Maererano neaya panofanira kuva nomupiro mutsvene wevapristi,+ kuchamhembe makubhiti zviuru makumi maviri nezvishanu, uye kumavirira wakafara makubhiti zviuru gumi, uye kumabvazuva wakafara makubhiti zviuru gumi, uye kumaodzanyemba wakareba makubhiti zviuru makumi maviri nezvishanu. Nzvimbo tsvene yaJehovha inofanira kuva pakati pawo.+
-