1 Makoronike 9:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Nokuti pabasa raida kuvimbika paiva nevarume vana vaiva nesimba pane vaichengeta magedhi. Ivo vaiva vaRevhi, uye vaitarisira dzimba dzokudyira+ nepfuma+ yeimba yaMwari wechokwadi. Ezekieri 40:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Akazondiendesa muchivanze chokunze, uye tarira! maiva nedzimba dzokudyira,+ nenzvimbo yakarongwa matombo yakagadzirirwa chivanze chacho kumativi ose. Panzvimbo yacho yakanga yakarongwa matombo paiva nedzimba dzokudyira makumi matatu.+
26 Nokuti pabasa raida kuvimbika paiva nevarume vana vaiva nesimba pane vaichengeta magedhi. Ivo vaiva vaRevhi, uye vaitarisira dzimba dzokudyira+ nepfuma+ yeimba yaMwari wechokwadi.
17 Akazondiendesa muchivanze chokunze, uye tarira! maiva nedzimba dzokudyira,+ nenzvimbo yakarongwa matombo yakagadzirirwa chivanze chacho kumativi ose. Panzvimbo yacho yakanga yakarongwa matombo paiva nedzimba dzokudyira makumi matatu.+