Jeremiya 2:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 ‘nokuti vanhu vangu vakaita zvinhu zviviri zvakaipa: Vakandisiya,+ ini tsime remvura mhenyu,+ kuti vachere migodhi yemvura, migodhi yakatsemuka, isingagoni kuchengeta mvura.’ Zekariya 13:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “Pazuva iroro+ pachava netsime+ richange rakavhurirwa imba yaDhavhidhi nevagari vomuJerusarema rokugeza chivi+ uye chinhu chinosemesa.+ Zekariya 14:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Pazuva iroro mvura mhenyu+ ichabuda muJerusarema,+ hafu yayo ichienda kugungwa rokumabvazuva+ uye hafu yayo kugungwa rokumavirira.+ Zvichaitika muzhizha nomuchando.+
13 ‘nokuti vanhu vangu vakaita zvinhu zviviri zvakaipa: Vakandisiya,+ ini tsime remvura mhenyu,+ kuti vachere migodhi yemvura, migodhi yakatsemuka, isingagoni kuchengeta mvura.’
13 “Pazuva iroro+ pachava netsime+ richange rakavhurirwa imba yaDhavhidhi nevagari vomuJerusarema rokugeza chivi+ uye chinhu chinosemesa.+
8 Pazuva iroro mvura mhenyu+ ichabuda muJerusarema,+ hafu yayo ichienda kugungwa rokumabvazuva+ uye hafu yayo kugungwa rokumavirira.+ Zvichaitika muzhizha nomuchando.+