RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 28:50
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 50 rudzi rune chiso chinotyisa,+ rusingazosaruri akwegura kana kunzwira nyasha jaya.+

  • Ezekieri 21:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 Ndichadurura kutsamwa kwangu pauri. Ndichafuridzira moto wokushatirwa kwangu kukuru pauri,+ uye ndichakuisa mumaoko evarume vasingafungi, nyanzvi dzokuparadza.+

  • Habhakuki 1:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Nokuti tarirai ndichamutsa vaKadheya,+ rudzi runotyisa uye runopenga, runoenda kunzvimbo dzose dzakafara dzenyika dzisina kudzivirirwa, kuti runotora nzvimbo dzokugara dzisiri dzarwo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe