Jeremiya 6:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Dzimba dzavo dzichapiwa vamwe kuti dzive dzavo, minda nemadzimai panguva imwe chete.+ Nokuti ndichatambanudzira ruoko rwangu vagari vomunyika yacho,” ndizvo zvinotaura Jehovha.+ Mariro 5:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nhaka yedu yapiwa vanhu vatisingazivi, dzimba dzedu dzapiwa vokune dzimwe nyika.+
12 Dzimba dzavo dzichapiwa vamwe kuti dzive dzavo, minda nemadzimai panguva imwe chete.+ Nokuti ndichatambanudzira ruoko rwangu vagari vomunyika yacho,” ndizvo zvinotaura Jehovha.+