RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 12:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Zvino Jehovha paanopfuura kuti atambudze vaIjipiti, oona ropa parutivi rwokumusoro rwesuo nepamagwatidziro maviri, Jehovha achadarika suo racho, uye haazobvumiri kuparadza kwacho kuti kupinde mudzimba dzenyu kuti akutambudzei.+

  • Joshua 2:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Tarira! Tichapinda munyika. Usungirire tambo iyi yeshinda tsvuku pahwindo rawatiburutsa naro, uunganidze mumba mauri, baba vako naamai vako nehanzvadzi dzako neimba yose yababa vako.+

  • Zvakazarurwa 9:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Dzakaudzwa kuti dzirege kukuvadza zvinomera zvepanyika kana zvinhu zvose zvakasvibirira kana muti chero upi zvawo, asi vanhu vaya chete vasina chisimbiso chaMwari pahuma dzavo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe