Jeremiya 11:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 andakarayira madzitateguru enyu pazuva randakaabudisa munyika yeIjipiti,+ muvira resimbi,+ ndichiti, ‘Teererai inzwi rangu, uye itai zvinhu maererano nezvose zvandinokurayirai;+ muchava vanhu vangu uye ini ndichava Mwari wenyu,+
4 andakarayira madzitateguru enyu pazuva randakaabudisa munyika yeIjipiti,+ muvira resimbi,+ ndichiti, ‘Teererai inzwi rangu, uye itai zvinhu maererano nezvose zvandinokurayirai;+ muchava vanhu vangu uye ini ndichava Mwari wenyu,+