Ezekieri 14:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 kuti vaya veimba yaIsraeri varege kudzungairazve vachirega kunditevera+ uye varege kuzvisvibisa nokudarika kwavo kwose. Ivo vachava vanhu vangu uye ini ndichava Mwari wavo,’ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha.”+
11 kuti vaya veimba yaIsraeri varege kudzungairazve vachirega kunditevera+ uye varege kuzvisvibisa nokudarika kwavo kwose. Ivo vachava vanhu vangu uye ini ndichava Mwari wavo,’ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha.”+