Dheuteronomi 7:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Asi Jehovha akakubudisai noruoko rune simba,+ kuti akudzikinurei muimba yevaranda,+ muruoko rwaFarao mambo weIjipiti, nokuti Jehovha aikudai,+ uye nokuti aichengeta mhiko yaakapikira madzitateguru enyu.+
8 Asi Jehovha akakubudisai noruoko rune simba,+ kuti akudzikinurei muimba yevaranda,+ muruoko rwaFarao mambo weIjipiti, nokuti Jehovha aikudai,+ uye nokuti aichengeta mhiko yaakapikira madzitateguru enyu.+