RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Rute 3:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Akabva ati: “Ndiwe ani?” Iye akati: “Ndini Rute murandasikana wenyu, fukidzai murandasikana wenyu nokunoperera nguo yenyu, nokuti muri mudzikinuri.”+

  • 1 Samueri 12:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Nokuti Jehovha haazosiyi+ vanhu vake nokuda kwezita rake guru,+ nokuti Jehovha akazvifungira oga kuti akuitei vanhu vake.+

  • Isaya 41:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 iwe, wandakatora kumigumo yenyika,+ uye iwe, wandakashevedza kubva kumativi ayo ari kure.+ Naizvozvo ndakati kwauri, ‘Uri mushumiri wangu;+ ndakusarudza,+ uye handina kukuramba.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe