Eksodho 19:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+ Dheuteronomi 4:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Nokuti Jehovha Mwari wako ndiMwari ane ngoni.+ Haazokusiyi kana kukuparadza kana kukanganwa sungano+ yemadzitateguru ako yaakavapikira. Jeremiya 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Enda ushevedzere Jerusarema richinzwa, uchiti, ‘Zvanzi naJehovha:+ “Ndinonyatsoyeuka mutsa worudo wawakaratidza uchiri muduku,+ rudo rwepanguva yawakavimbiswa kuroorwa,+ kunditevera kwawakaita murenje, munyika isina kudyarwa mbeu.+
5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+
31 Nokuti Jehovha Mwari wako ndiMwari ane ngoni.+ Haazokusiyi kana kukuparadza kana kukanganwa sungano+ yemadzitateguru ako yaakavapikira.
2 “Enda ushevedzere Jerusarema richinzwa, uchiti, ‘Zvanzi naJehovha:+ “Ndinonyatsoyeuka mutsa worudo wawakaratidza uchiri muduku,+ rudo rwepanguva yawakavimbiswa kuroorwa,+ kunditevera kwawakaita murenje, munyika isina kudyarwa mbeu.+