Dheuteronomi 26:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kana ari Jehovha, nhasi aita kuti imi mutaure kuti muchava vanhu vake, pfuma yake chaiyo,+ sezvaakakupikirai,+ uye kuti muchachengeta mirayiro yake yose, Dheuteronomi 32:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti mugove waJehovha ndivo vanhu vake;+Jakobho ndiye mugove wake waanogara nhaka.+
18 Kana ari Jehovha, nhasi aita kuti imi mutaure kuti muchava vanhu vake, pfuma yake chaiyo,+ sezvaakakupikirai,+ uye kuti muchachengeta mirayiro yake yose,