Ezekieri 3:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Asi kana iwe uchinge wanyevera munhu akarurama, kuti munhu wacho akarurama arege kutadza,+ iye akasatadza, chokwadi iye acharamba achirarama nokuti akanga anyeverwa,+ uye iwe uchange wanunura mweya wako.”+
21 Asi kana iwe uchinge wanyevera munhu akarurama, kuti munhu wacho akarurama arege kutadza,+ iye akasatadza, chokwadi iye acharamba achirarama nokuti akanga anyeverwa,+ uye iwe uchange wanunura mweya wako.”+