VaHebheru 6:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti Mwari paakapikira Abrahamu,+ zvaaisagona kupika nomumwe munhu mukuru kwaari, akapika+ naiye pachake,
13 Nokuti Mwari paakapikira Abrahamu,+ zvaaisagona kupika nomumwe munhu mukuru kwaari, akapika+ naiye pachake,