Ezra 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Zvanzi naKoreshi mambo wePezhiya,+ ‘Jehovha Mwari wokumatenga+ akandipa+ umambo hwose hwepanyika, uye iye akandirayira kuti ndimuvakire imba muJerusarema,+ riri muJudha. Pisarema 115:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Asi Mwari wedu ari kumatenga;+Akaita zvinhu zvose zvaanofarira kuita.+ Pisarema 115:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Kana ari matenga, matenga ndeaJehovha,+Asi nyika akaipa vanakomana vevanhu.+
2 “Zvanzi naKoreshi mambo wePezhiya,+ ‘Jehovha Mwari wokumatenga+ akandipa+ umambo hwose hwepanyika, uye iye akandirayira kuti ndimuvakire imba muJerusarema,+ riri muJudha.