Isaya 28:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 naizvozvo zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Tarirai ndiri kuisa dombo+ kuti rive nheyo muZiyoni,+ dombo rakaedzwa,+ dombo repakona+ rinokosha renheyo yakasimba.+ Hapana anotenda achavhunduka.+ Dhanieri 2:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Makaramba makatarira kusvikira dombo racherwa kwete nemaoko,+ rikarova chifananidzo chacho kutsoka dzacho dzesimbi nevhu rakaumbwa, rikadziparadza.+
16 naizvozvo zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Tarirai ndiri kuisa dombo+ kuti rive nheyo muZiyoni,+ dombo rakaedzwa,+ dombo repakona+ rinokosha renheyo yakasimba.+ Hapana anotenda achavhunduka.+
34 Makaramba makatarira kusvikira dombo racherwa kwete nemaoko,+ rikarova chifananidzo chacho kutsoka dzacho dzesimbi nevhu rakaumbwa, rikadziparadza.+