1 Samueri 3:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Naizvozvo Samueri akamuudza zvose, uye haana kumuvanzira chero chinhu chipi zvacho. Iye akabva ati: “NdiJehovha. Ngaaite zvakamunakira.”+ Pisarema 33:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zano raJehovha richamira nokusingagumi;+Pfungwa dzomwoyo wake dzicharamba dziripo kusvikira kuzvizvarwa nezvizvarwa.+ Isaya 46:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Iye ari kuzivisa zvokuguma kubvira pakutanga,+ uye zvinhu zvisati zvaitwa kubvira kare kare;+ Iye ari kuti, ‘Zvandakaronga zvichamira,+ uye ndichaita zvinhu zvose zvandinofarira’;+
18 Naizvozvo Samueri akamuudza zvose, uye haana kumuvanzira chero chinhu chipi zvacho. Iye akabva ati: “NdiJehovha. Ngaaite zvakamunakira.”+
11 Zano raJehovha richamira nokusingagumi;+Pfungwa dzomwoyo wake dzicharamba dziripo kusvikira kuzvizvarwa nezvizvarwa.+
10 Iye ari kuzivisa zvokuguma kubvira pakutanga,+ uye zvinhu zvisati zvaitwa kubvira kare kare;+ Iye ari kuti, ‘Zvandakaronga zvichamira,+ uye ndichaita zvinhu zvose zvandinofarira’;+