Jobho 34:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Anoputsa vane simba+ asingamboongorori,Uye anogadza vamwe panzvimbo pavo.+ Isaya 43:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Uyewo, nguva yose ndini Iye mumwe chete;+ hapana mumwe anonunura paruoko rwangu.+ Ndichaita basa,+ ndiani angaridzivisa?”+ 1 VaKorinde 10:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Kana kuti “tiri kuita kuti Jehovha ave negodo+ here”? Ko isu tine simba+ kupfuura zvaari here?
13 Uyewo, nguva yose ndini Iye mumwe chete;+ hapana mumwe anonunura paruoko rwangu.+ Ndichaita basa,+ ndiani angaridzivisa?”+