RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 14:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Marudzi achavatora ouya navo kunzvimbo yawo, uye imba yaIsraeri ichavatora kuti vave vavo panyika yaJehovha kuti vave vashandirume nevashandikadzi;+ vachatapa+ vaya vaivatapa, uye vachava nesimba pane vaya vaivashandisa.+

  • Dhanieri 5:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Mambo akashevedzera kwazvo kuti vauye nen’anga, vaKadheya nevazivi venyeredzi.+ Mambo akapindura akati kuvarume vakachenjera veBhabhironi: “Ani naani achaverenga zvakanyorwa izvi, ozvidudzira kwandiri, achapfekedzwa nguo dzepepuru,+ nechishongo chendarama muhuro make, uye achatonga muumambo ari wechitatu.”+

  • Dhanieri 5:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Zvino ini ndanzwa nezvako, kuti unokwanisa kududzira+ nokusunungura mapfundo. Zvino, kana uchikwanisa kuverenga zvakanyorwa zvacho nokundizivisa kududzirwa kwazvo, uchapfekedzwa nguo dzepepuru, nechishongo chendarama muhuro mako, uye uchatonga muumambo uri wechitatu.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe