RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 21:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Zvino tarirai, kuri kuuya ngoro yehondo ine varume, ichikweviwa nemabhiza maviri ehondo!”+

      Akashevedzera, achiti: “Rawa! Bhabhironi rawa,+ uye iye aputsira pasi mifananidzo yose yakavezwa yavanamwari varo!”+

  • Jeremiya 51:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Bhabhironi rangoerekana rawa, zvokuti raputsika.+ Ungudzai pamusoro paro.+ Zorai bharisamu nokuda kwokurwadziwa kwaro.+ Zvichida ringaporeswa.”

  • Jeremiya 51:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 “Mumwe mumhanyi anomhanya kuti asangane nomumwe mumhanyi, uye imwe nhume kuti isangane neimwe nhume,+ kuti vaudze mambo weBhabhironi kuti guta rake rakundwa kumativi ose,+

  • Jeremiya 51:39
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 39 “Pavanenge vadziyirwa ndichagadzira mabiko avo uye ndichavadhakisa, kuti vapembere nomufaro;+ uye vacharara hope dzisingagumi, dzavasingazomuki padziri,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha.

  • Jeremiya 51:57
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 57 Ndichadhakisa+ machinda aro nevakachenjera varo, magavhuna aro nevatevedzeri vevatongi varo nevarume varo vane simba, vacharara hope dzisingagumi, dzavasingazomuki padziri,”+ ndizvo zvinotaura Mambo,+ ane zita rokuti Jehovha wemauto.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe