RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezra 8:36
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 36 Takabva tapa machinda+ amambo nemagavhuna+ aiva mhiri kwoRwizi+ mitemo+ yamambo, uye vakabatsira vanhu+ neimba yaMwari wechokwadi.

  • Esteri 8:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Naizvozvo vanyori+ vamambo vakashevedzwa panguva iyoyo mumwedzi wechitatu, kureva mwedzi waSivhani, pazuva rechimakumi maviri nematatu rawo; uye kunyora kwakaitwa maererano nezvose izvo Modhekai akarayira vaJudha nemachinda+ nemagavhuna nemachinda ematunhu aibva kuIndiya kusvikira kuItiopiya, matunhu zana nemakumi maviri nemanomwe,+ kudunhu rimwe nerimwe nemanyorero aro+ uye kurudzi rumwe norumwe norurimi rwarwo,+ uye kuvaJudha nemanyorero avo norurimi rwavo.+

  • Dhanieri 3:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Nebhukadhinezari samambo akatuma vanhu kuti vaunganidze machinda, vatariri,+ magavhuna, makurukota, vachengeti vepfuma, vatongi, vakuru vakuru vemapurisa+ nevatarisiri vose vematunhu acho kuti vauye kuzotsaurira+ chifananidzo chakanga chamiswa namambo Nebhukadhinezari.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe