4 Nokuti tatengeswa,+ ini nevanhu vangu, kuti titsakatiswe, tiurayiwe uye tiparadzwe.+ Zvino kudai tanga tangotengeswa kuti tive hedu varandarume+ uye tive hedu vashandikadzi, ndingadai ndaramba ndakanyarara. Asi kutambudzika kwacho hakuna kukodzera kana kuchikuvadza mambo.”