Pisarema 99:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 99 Jehovha ava mambo.+ Marudzi ngaadedere.+Iye agere pamakerubhi.+ Nyika ngaizununguke.+ Jeremiya 10:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Asi chokwadi Jehovha ndiMwari.+ Ndiye Mwari mupenyu+ uye Mambo nokusingagumi.+ Nokuda kwehasha dzake pasi richazununguka,+ uye hapana marudzi achatsunga paanotsamwa.+
10 Asi chokwadi Jehovha ndiMwari.+ Ndiye Mwari mupenyu+ uye Mambo nokusingagumi.+ Nokuda kwehasha dzake pasi richazununguka,+ uye hapana marudzi achatsunga paanotsamwa.+