Pisarema 29:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Jehovha agere pamusoro pemafashamo;+Jehovha anogara samambo nokusingagumi.+ Zvakazarurwa 15:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Vaiimba rwiyo rwaMosesi+ muranda waMwari norwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+
3 Vaiimba rwiyo rwaMosesi+ muranda waMwari norwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+