Zvirevo 30:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 shumba, mhuka ine simba kwazvo pamhuka dzose uye isina wainotiza;+ Dhanieri 2:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 imi mune ruoko rwaakapa+ nzvimbo dzose dzinogarwa nevanakomana vevanhu, mhuka dzomusango nezvisikwa zvine mapapiro zvokumatenga, imi waakaita mutongi wazvo zvose, imi ndimi musoro wendarama.+ Joeri 1:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti kune rudzi rwauya munyika yangu, rune simba uye rusingaverengeki.+ Mazino arwo mazino eshumba,+ uye rune shaya dzeshumba.
38 imi mune ruoko rwaakapa+ nzvimbo dzose dzinogarwa nevanakomana vevanhu, mhuka dzomusango nezvisikwa zvine mapapiro zvokumatenga, imi waakaita mutongi wazvo zvose, imi ndimi musoro wendarama.+
6 Nokuti kune rudzi rwauya munyika yangu, rune simba uye rusingaverengeki.+ Mazino arwo mazino eshumba,+ uye rune shaya dzeshumba.