Dheuteronomi 28:49 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 49 “Jehovha achakumutsira rudzi ruri kure,+ runobva kumugumo wenyika, sokubvuta kunoita gondo,+ rudzi rune rurimi rwausingazonzwisisi,+ Jeremiya 48:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 “Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Tarirai! Mumwe munhu achatambanudzirawo mapapiro ake pamusoro peMoabhi+ sezvinoita gondo rinobvuta.+ Mariro 4:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Vaititevera vakamhanya kupfuura makondo.+Vakatidzingirira pamakomo.+ Vakativandira murenje.+ Habhakuki 1:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Mabhiza arwo anomhanya kupfuura ingwe, uye anotyisa kupfuura mhumhi dzomunguva yemanheru.+ Mabhiza arwo ehondo anobinha pasi, uye mabhiza arwo ehondo anobva kure. Anobhururuka segondo riri kukurumidzira kunodya chimwe chinhu.+
49 “Jehovha achakumutsira rudzi ruri kure,+ runobva kumugumo wenyika, sokubvuta kunoita gondo,+ rudzi rune rurimi rwausingazonzwisisi,+
40 “Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Tarirai! Mumwe munhu achatambanudzirawo mapapiro ake pamusoro peMoabhi+ sezvinoita gondo rinobvuta.+
8 Mabhiza arwo anomhanya kupfuura ingwe, uye anotyisa kupfuura mhumhi dzomunguva yemanheru.+ Mabhiza arwo ehondo anobinha pasi, uye mabhiza arwo ehondo anobva kure. Anobhururuka segondo riri kukurumidzira kunodya chimwe chinhu.+