19 “Ndakabva ndada kuva nechokwadi pamusoro pemhuka yechina, yakanga yakasiyana nedzimwe dzose, yaityisa kwazvo, yaiva nemazino esimbi uye yaiva nenzara dzemhangura, yakanga ichiparadza nokuputsa-putsa, uye yakanga ichitsika zvakanga zvasara netsoka dzayo;+