Pisarema 104:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Muchizviputira nechiedza senguo,+Muchitatamura matenga sejira retende,+ Zvakazarurwa 19:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Chokwadi, abvumirwa kushonga nguo yerineni inopenya, yakachena, yakanaka kwazvo, nokuti rineni yakanaka kwazvo inomirira mabasa akarurama evatsvene.”+
2 Muchizviputira nechiedza senguo,+Muchitatamura matenga sejira retende,+ Zvakazarurwa 19:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Chokwadi, abvumirwa kushonga nguo yerineni inopenya, yakachena, yakanaka kwazvo, nokuti rineni yakanaka kwazvo inomirira mabasa akarurama evatsvene.”+
8 Chokwadi, abvumirwa kushonga nguo yerineni inopenya, yakachena, yakanaka kwazvo, nokuti rineni yakanaka kwazvo inomirira mabasa akarurama evatsvene.”+