Dheuteronomi 9:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nhasi unonyatsoziva kuti Jehovha Mwari wako ari kuyambuka ari pamberi pako.+ Iye moto unoparadza.+ Achavatsakatisa,+ uye achavakunda pamberi pako; unofanira kuvadzinga wokurumidza kuvaparadza, sezvakataurwa naJehovha kwauri.+ VaHebheru 12:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Nokuti Mwari wedu moto unoparadza.+
3 Nhasi unonyatsoziva kuti Jehovha Mwari wako ari kuyambuka ari pamberi pako.+ Iye moto unoparadza.+ Achavatsakatisa,+ uye achavakunda pamberi pako; unofanira kuvadzinga wokurumidza kuvaparadza, sezvakataurwa naJehovha kwauri.+