Pisarema 50:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Mwari wedu achauya uye haagoni kuramba akanyarara.+Moto unoparadza uri pamberi pake,+Uye kumativi ake ose kwava nedutu guru rakanyanya.+ Pisarema 97:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Moto unoenda uri pamberi pake,+Uye unoparadza mhandu dzake dziri kumativi ose.+
3 Mwari wedu achauya uye haagoni kuramba akanyarara.+Moto unoparadza uri pamberi pake,+Uye kumativi ake ose kwava nedutu guru rakanyanya.+