Pisarema 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Achiti: “Ini, iyeni, ndakagadza mambo wangu+PaZiyoni,+ gomo rangu dzvene.”+ Pisarema 8:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Munoita kuti atonge mabasa emaoko enyu;+Makaisa zvose pasi petsoka dzake:+ Pisarema 89:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Ini ndichaitawo kuti ave dangwe,+Akakwirira kupfuura madzimambo ose epanyika.+ Pisarema 110:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Jehovha achatambanudza tsvimbo+ yesimba rako kubva muZiyoni,+ achiti:“Enda ukunde pakati pevavengi vako.”+ Isaya 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti takaberekerwa mwana,+ takapiwa mwanakomana;+ uye kutonga kwomuchinda kuchava papfudzi rake.+ Achanzi Mupi weZano Anoshamisa,+ Mwari Ane Simba,+ Baba Vasingagumi,+ Muchinda woRugare.+ Mateu 28:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Jesu akaswedera pedyo, akataura navo, achiti: “Ndakapiwa simba rose+ kudenga nepanyika. Ruka 10:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvinhu zvose zvakaiswa+ kwandiri naBaba vangu, kuti Mwanakomana ndiani hapana anoziva kunze kwaBaba;+ uye kuti Baba ndiani, hapana anoziva kunze kwoMwanakomana,+ uye munhu uyo Mwanakomana anenge ada kuzarurira.” 1 VaKorinde 15:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Nokuti anofanira kutonga samambo kusvikira Mwari aisa vavengi vose pasi petsoka dzake.+ VaEfeso 1:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Akaisawo zvinhu zvose pasi petsoka dzake,+ akaita kuti iye ave musoro wezvinhu zvose+ kuungano, Zvakazarurwa 3:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Ndichabvumira anokunda+ kuti agare neni pachigaro changu choumambo,+ ini zvandakakunda ndikagara+ naBaba vangu pachigaro chavo choumambo.+
2 Jehovha achatambanudza tsvimbo+ yesimba rako kubva muZiyoni,+ achiti:“Enda ukunde pakati pevavengi vako.”+
6 Nokuti takaberekerwa mwana,+ takapiwa mwanakomana;+ uye kutonga kwomuchinda kuchava papfudzi rake.+ Achanzi Mupi weZano Anoshamisa,+ Mwari Ane Simba,+ Baba Vasingagumi,+ Muchinda woRugare.+
22 Zvinhu zvose zvakaiswa+ kwandiri naBaba vangu, kuti Mwanakomana ndiani hapana anoziva kunze kwaBaba;+ uye kuti Baba ndiani, hapana anoziva kunze kwoMwanakomana,+ uye munhu uyo Mwanakomana anenge ada kuzarurira.”
21 Ndichabvumira anokunda+ kuti agare neni pachigaro changu choumambo,+ ini zvandakakunda ndikagara+ naBaba vangu pachigaro chavo choumambo.+