Pisarema 50:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “Unganidzai vakavimbika vangu kwandiri,+Vaya vanoita sungano yangu nechibayiro.”+ Pisarema 149:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Vakavimbika ngavapembere nomufaro nokukudzwa;Ngavashevedzere nomufaro vari pamibhedha yavo.+ 2 Timoti 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 kana tikaramba tichitsungirira, tichatongawo pamwe chete semadzimambo;+ kana tikaramba,+ iye achatirambawo; Zvakazarurwa 3:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Ndichabvumira anokunda+ kuti agare neni pachigaro changu choumambo,+ ini zvandakakunda ndikagara+ naBaba vangu pachigaro chavo choumambo.+ Zvakazarurwa 5:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 uye makaita kuti vave umambo+ nevapristi+ kuna Mwari wedu,+ uye vachatonga semadzimambo+ pamusoro penyika.” Zvakazarurwa 13:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kana paine munhu akakodzera kutapwa, achatapwa.+ Kana munhu achizouraya nebakatwa, iye anofanira kuurayiwa nebakatwa.+ Pano ndipo panodiwa kutsungirira+ nokutenda+ kwevatsvene.+
12 kana tikaramba tichitsungirira, tichatongawo pamwe chete semadzimambo;+ kana tikaramba,+ iye achatirambawo;
21 Ndichabvumira anokunda+ kuti agare neni pachigaro changu choumambo,+ ini zvandakakunda ndikagara+ naBaba vangu pachigaro chavo choumambo.+
10 uye makaita kuti vave umambo+ nevapristi+ kuna Mwari wedu,+ uye vachatonga semadzimambo+ pamusoro penyika.”
10 Kana paine munhu akakodzera kutapwa, achatapwa.+ Kana munhu achizouraya nebakatwa, iye anofanira kuurayiwa nebakatwa.+ Pano ndipo panodiwa kutsungirira+ nokutenda+ kwevatsvene.+