VaRoma 3:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Mwari akaita kuti iye ave sechinopiwa chokuyananisa+ nokutenda muropa rake.+ Izvi zvakaitirwa kuti aratidze kururama kwake, nokuti Mwari akanga achikanganwira zvivi+ zvakaitika munguva yakapfuura, paakanga achishivirira;+ 2 VaKorinde 5:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 hwokuti Mwari akanga achizviyananisa nenyika+ achishandisa Kristu,+ asingavaverengeri kudarika kwavo,+ uye akatironzesa shoko+ rokuyananisa.+ 1 Johani 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Iye chibayiro+ chokuyananisira+ zvivi zvedu,+ kwete zvedu+ chete asiwo zvenyika yose.+ 1 Johani 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Rudo ruri pachinhu ichi, kwete kuti isu takada Mwari, asi kuti iye akatida, akatuma Mwanakomana wake kuti ave chibayiro+ chokuyananisira+ zvivi zvedu.+
25 Mwari akaita kuti iye ave sechinopiwa chokuyananisa+ nokutenda muropa rake.+ Izvi zvakaitirwa kuti aratidze kururama kwake, nokuti Mwari akanga achikanganwira zvivi+ zvakaitika munguva yakapfuura, paakanga achishivirira;+
19 hwokuti Mwari akanga achizviyananisa nenyika+ achishandisa Kristu,+ asingavaverengeri kudarika kwavo,+ uye akatironzesa shoko+ rokuyananisa.+
10 Rudo ruri pachinhu ichi, kwete kuti isu takada Mwari, asi kuti iye akatida, akatuma Mwanakomana wake kuti ave chibayiro+ chokuyananisira+ zvivi zvedu.+