RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaHebheru 9:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 asi mupristi mukuru anopinda oga muimba yechipiri kamwe chete pagore,+ aine ropa,+ raanopa nokuda kwake+ uye nokuda kwezvivi zvevanhu zvavakaita vasingazivi.+

  • VaHebheru 9:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Nokuti Kristu haana kupinda munzvimbo tsvene yakagadzirwa nemaoko,+ iri mufananidzo wenzvimbo chaiyoiyo,+ asi mudenga chaimo,+ zvino kuti aoneke pamberi paiye Mwari nokuda kwedu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe