Ezra 4:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 vachibhadhara+ vanopa mazano kuti varwisane navo kuti vakanganise zano ravo mazuva ose aKoreshi mambo wePezhiya kusvikira pakutonga kwaDhariyasi+ mambo wePezhiya. Dhanieri 11:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino ndichakuudza chokwadi:+ “Tarira! MuPezhiya muchamuka madzimambo matatu,+ uye wechina+ achaunganidza pfuma zhinji kupfuura mamwe ose.+ Paanongova nepfuma zhinji, achamutsa zvinhu zvose kuti zvirwe noumambo hweGirisi.+
5 vachibhadhara+ vanopa mazano kuti varwisane navo kuti vakanganise zano ravo mazuva ose aKoreshi mambo wePezhiya kusvikira pakutonga kwaDhariyasi+ mambo wePezhiya.
2 Zvino ndichakuudza chokwadi:+ “Tarira! MuPezhiya muchamuka madzimambo matatu,+ uye wechina+ achaunganidza pfuma zhinji kupfuura mamwe ose.+ Paanongova nepfuma zhinji, achamutsa zvinhu zvose kuti zvirwe noumambo hweGirisi.+