Zvirevo 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti Jehovha anopa uchenjeri;+ mumuromo make munobuda zivo noungwaru.+ Muparidzi 2:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Nokuti iye akapa munhu akanaka ari pamberi pake+ uchenjeri nezivo nokufara,+ asi mutadzi akamupa basa rokuunganidza nokututa kuti anopa munhu akanaka pamberi paMwari wechokwadi.+ Izviwo hazvina zvazvinobatsira uye kudzingana nemhepo.+ VaEfeso 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 kuti Mwari waShe wedu Jesu Kristu, Baba vokubwinya, akupei mudzimu wouchenjeri+ uye kuti munzwisise zvinhu zvaanozarura muzivo yakarurama pamusoro pake;+ Jakobho 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Naizvozvo, kana mumwe wenyu achishayiwa uchenjeri,+ ngaarambe achikumbira Mwari,+ uye iye achahupiwa;+ nokuti iye ane rupo kuna vose uye haazvidzi.+
26 Nokuti iye akapa munhu akanaka ari pamberi pake+ uchenjeri nezivo nokufara,+ asi mutadzi akamupa basa rokuunganidza nokututa kuti anopa munhu akanaka pamberi paMwari wechokwadi.+ Izviwo hazvina zvazvinobatsira uye kudzingana nemhepo.+
17 kuti Mwari waShe wedu Jesu Kristu, Baba vokubwinya, akupei mudzimu wouchenjeri+ uye kuti munzwisise zvinhu zvaanozarura muzivo yakarurama pamusoro pake;+
5 Naizvozvo, kana mumwe wenyu achishayiwa uchenjeri,+ ngaarambe achikumbira Mwari,+ uye iye achahupiwa;+ nokuti iye ane rupo kuna vose uye haazvidzi.+