RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 10:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Asi muchinda+ woumambo hwePezhiya+ akandirwisa+ kwemazuva makumi maviri nerimwe chete, uye tarira! Mikaeri,+ mumwe wemachinda makuru,+ akauya kuzondibatsira; uye ini ndakasara ndiri ikoko parutivi pemadzimambo ePezhiya.+

  • Judha 9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Asi Mikaeri+ ngirozi huru+ paakapesana naDhiyabhorosi uye achiita nharo+ pamusoro pomutumbi waMosesi,+ haana zvake kuda kumutonga nemashoko okutuka,+ asi akati: “Jehovha ngaakutsiure.”+

  • Zvakazarurwa 12:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Zvino hondo yakavapo mudenga: Mikaeri+ nengirozi dzake vakarwa nedhiragoni, dhiragoni nengirozi dzayo vakarwa

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe