Dhanieri 10:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Asi muchinda+ woumambo hwePezhiya+ akandirwisa+ kwemazuva makumi maviri nerimwe chete, uye tarira! Mikaeri,+ mumwe wemachinda makuru,+ akauya kuzondibatsira; uye ini ndakasara ndiri ikoko parutivi pemadzimambo ePezhiya.+ Judha 9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi Mikaeri+ ngirozi huru+ paakapesana naDhiyabhorosi uye achiita nharo+ pamusoro pomutumbi waMosesi,+ haana zvake kuda kumutonga nemashoko okutuka,+ asi akati: “Jehovha ngaakutsiure.”+
13 Asi muchinda+ woumambo hwePezhiya+ akandirwisa+ kwemazuva makumi maviri nerimwe chete, uye tarira! Mikaeri,+ mumwe wemachinda makuru,+ akauya kuzondibatsira; uye ini ndakasara ndiri ikoko parutivi pemadzimambo ePezhiya.+
9 Asi Mikaeri+ ngirozi huru+ paakapesana naDhiyabhorosi uye achiita nharo+ pamusoro pomutumbi waMosesi,+ haana zvake kuda kumutonga nemashoko okutuka,+ asi akati: “Jehovha ngaakutsiure.”+