Joshua 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Iye akati: “Aiwa, asi ini—somukuru weuto raJehovha ndauya zvino.”+ Naizvozvo Joshua akawira pasi nechiso chake+ akagwadama, akati kwaari: “Ishe wangu ari kuti kudiniko kumushandi wake?” Isaya 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti takaberekerwa mwana,+ takapiwa mwanakomana;+ uye kutonga kwomuchinda kuchava papfudzi rake.+ Achanzi Mupi weZano Anoshamisa,+ Mwari Ane Simba,+ Baba Vasingagumi,+ Muchinda woRugare.+ Ezekieri 34:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Ini, Jehovha, ndichava Mwari wavo,+ uye mushumiri wangu Dhavhidhi achava jinda pakati pavo.+ Ini, Jehovha, ndazvitaura. Dhanieri 10:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Asi ndichakuudza zvinhu zvakanyorwa murugwaro rwechokwadi,+ uye hapana mumwe anonditsigira zvakasimba muzvinhu izvi kunze kwaMikaeri,+ muchinda wenyu.+
14 Iye akati: “Aiwa, asi ini—somukuru weuto raJehovha ndauya zvino.”+ Naizvozvo Joshua akawira pasi nechiso chake+ akagwadama, akati kwaari: “Ishe wangu ari kuti kudiniko kumushandi wake?”
6 Nokuti takaberekerwa mwana,+ takapiwa mwanakomana;+ uye kutonga kwomuchinda kuchava papfudzi rake.+ Achanzi Mupi weZano Anoshamisa,+ Mwari Ane Simba,+ Baba Vasingagumi,+ Muchinda woRugare.+
24 Ini, Jehovha, ndichava Mwari wavo,+ uye mushumiri wangu Dhavhidhi achava jinda pakati pavo.+ Ini, Jehovha, ndazvitaura.
21 Asi ndichakuudza zvinhu zvakanyorwa murugwaro rwechokwadi,+ uye hapana mumwe anonditsigira zvakasimba muzvinhu izvi kunze kwaMikaeri,+ muchinda wenyu.+