Pisarema 110:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 110 Jehovha akati kunaShe wangu:+“Gara kuruoko rwangu rworudyi+Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+ Mateu 24:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Panguva iyoyo chiratidzo choMwanakomana womunhu+ chichaoneka kudenga, uye ipapo madzinza ose epanyika achazvirova achichema,+ uye achaona Mwanakomana womunhu achiuya ari pamakore okudenga nesimba nokubwinya kukuru.+ VaHebheru 10:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 kubvira panguva iyoyo akamirira kusvikira vavengi vake vaitwa kuti vave sechitsiko chetsoka dzake.+ Zvakazarurwa 12:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino hondo yakavapo mudenga: Mikaeri+ nengirozi dzake vakarwa nedhiragoni, dhiragoni nengirozi dzayo vakarwa
110 Jehovha akati kunaShe wangu:+“Gara kuruoko rwangu rworudyi+Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+
30 Panguva iyoyo chiratidzo choMwanakomana womunhu+ chichaoneka kudenga, uye ipapo madzinza ose epanyika achazvirova achichema,+ uye achaona Mwanakomana womunhu achiuya ari pamakore okudenga nesimba nokubwinya kukuru.+
13 kubvira panguva iyoyo akamirira kusvikira vavengi vake vaitwa kuti vave sechitsiko chetsoka dzake.+
7 Zvino hondo yakavapo mudenga: Mikaeri+ nengirozi dzake vakarwa nedhiragoni, dhiragoni nengirozi dzayo vakarwa