VaRoma 2:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Asi anonzi muJudha ndiye uya akadaro nechomukati,+ uye kudzingiswa kwake ndiko kuya kwomwoyo+ nomudzimu, kwete nebumbiro romutemo rakanyorwa.+ Kurumbidzwa+ kwaiyeyo kunobva kuna Mwari, kwete kuvanhu.+ VaGaratiya 3:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Uyewo, kana muri vanhu vaKristu, chokwadi muri vana* vaAbrahamu,+ vagari venhaka kana tichitaura nezvechipikirwa.+ VaGaratiya 6:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Vaya vose vachafamba zvakanaka maererano nomurau uyu wokufamba nawo, rugare nengoni ngazvive pavari, kunyange pana Israeri waMwari.+
29 Asi anonzi muJudha ndiye uya akadaro nechomukati,+ uye kudzingiswa kwake ndiko kuya kwomwoyo+ nomudzimu, kwete nebumbiro romutemo rakanyorwa.+ Kurumbidzwa+ kwaiyeyo kunobva kuna Mwari, kwete kuvanhu.+
29 Uyewo, kana muri vanhu vaKristu, chokwadi muri vana* vaAbrahamu,+ vagari venhaka kana tichitaura nezvechipikirwa.+
16 Vaya vose vachafamba zvakanaka maererano nomurau uyu wokufamba nawo, rugare nengoni ngazvive pavari, kunyange pana Israeri waMwari.+