Isaya 26:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “Vanhu vangu endai mupinde mudzimba dzenyu dzomukati, muvhare masuo.+ Vandai kwenguva duku kusvikira kutsamwa kwapfuura.+ Joeri 2:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Zuva richasviba,+ mwedzi uchava ropa,+ uye zuva guru nerinotyisa raJehovha risati rasvika.+ Mateu 24:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Chokwadi, kudai mazuva iwayo asina kutapudzwa, hapana munhu aizoponeswa; asi mazuva iwayo achatapudzwa+ nokuda kwevakasarudzwa.+ Zvakazarurwa 7:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Mumwe wevakuru+ achipindura akati kwandiri: “Ava vakapfeka nguo refu chena,+ ndivanaani uye vabva kupi?”
20 “Vanhu vangu endai mupinde mudzimba dzenyu dzomukati, muvhare masuo.+ Vandai kwenguva duku kusvikira kutsamwa kwapfuura.+
22 Chokwadi, kudai mazuva iwayo asina kutapudzwa, hapana munhu aizoponeswa; asi mazuva iwayo achatapudzwa+ nokuda kwevakasarudzwa.+
13 Mumwe wevakuru+ achipindura akati kwandiri: “Ava vakapfeka nguo refu chena,+ ndivanaani uye vabva kupi?”