Maraki 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Panguva iyoyo vaya vaitya Jehovha+ vakataurirana, mumwe nomumwe neshamwari yake, Jehovha akaramba akateerera uye achinzwa.+ Bhuku rokuyeuchidza rakatanga kunyorwa pamberi pake+ nokuda kwevaya vanotya Jehovha nevaya vanofunga nezvezita rake.+ Ruka 10:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Kunyange zvakadaro, musafara pamusoro peizvi, kuti midzimu inozviisa pasi penyu, asi farai nokuti mazita+ enyu anyorwa kumatenga.” VaHebheru 12:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 mugungano revanhu vose,+ neungano yematangwe+ akanyorwa+ kumatenga, uye Mwari Mutongi wevanhu vose,+ noupenyu hwomudzimu+ hwevanhu vakarurama vakaitwa vakakwana,+ Zvakazarurwa 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Anokunda+ achashongedzwa nguo chena dzokunze+ saizvozvo; uye handingazombodzimi zita rake mubhuku roupenyu,+ asi ndichapupurira zita rake pamberi paBaba+ vangu nepamberi pengirozi+ dzavo.
16 Panguva iyoyo vaya vaitya Jehovha+ vakataurirana, mumwe nomumwe neshamwari yake, Jehovha akaramba akateerera uye achinzwa.+ Bhuku rokuyeuchidza rakatanga kunyorwa pamberi pake+ nokuda kwevaya vanotya Jehovha nevaya vanofunga nezvezita rake.+
20 Kunyange zvakadaro, musafara pamusoro peizvi, kuti midzimu inozviisa pasi penyu, asi farai nokuti mazita+ enyu anyorwa kumatenga.”
23 mugungano revanhu vose,+ neungano yematangwe+ akanyorwa+ kumatenga, uye Mwari Mutongi wevanhu vose,+ noupenyu hwomudzimu+ hwevanhu vakarurama vakaitwa vakakwana,+
5 Anokunda+ achashongedzwa nguo chena dzokunze+ saizvozvo; uye handingazombodzimi zita rake mubhuku roupenyu,+ asi ndichapupurira zita rake pamberi paBaba+ vangu nepamberi pengirozi+ dzavo.